2 Kings 4:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Midziyo yakati yazara, akati kumŋanakomana wake: Ndipe ɀe mumŋe mudziyo. Iye akati kwaari: Hapacinomumŋe mudziyo; mafuta akaguma ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Midziyo yose yakati yazara, akati kumwanakomana wake, “Ndivigire mumwe mudziyo.” Asi iye akapindura akati, “Hapachina mumwe mudziyo wasara.” Ipapo mafuta akabva aguma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti midziyo yacho yazara akati kumwana wake, “Nditambidzewo mumwe mudziyo.” Mwana akati, “Hapasisina mumwe.” Mafuta aye ndiye gwa kubuda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Midziyo yakati yazara, akati kumwanakomana wake, “Ndipezve mumwe mudziyo.” Iye akati kwaari, “Hapachina mumwe mudziyo; mafuta akagumawo.”
Shona 2009?
Midziyo yakati yazara, akati kumwanakomana wake, "Ndipezve mumwe mudziyo." Iye akati kwaari, "Hapachina mumwe mudziyo; mafuta akagumawo."
Shona SUB 2002 Bible
Midziyo yakati yazara, akati kumwanakomana wake, “Ndipezve mumwe mudziyo.” Iye akati kwaari, “Hapachina mumwe mudziyo; mafuta akagumawo.”