2 Kings 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akandoʋudza munhu waMŋari, iye akati: Cienda undoteŋgesa mafuta, uripe cikwerete cako, urarame neɀakasara, iwe naʋanakomana ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaenda kundoudza munhu waMwari uye iye akati, “Chienda unotengesa mafuta ugoripa zvikwereti zvako, iwe navanakomana vako mugorarama neanenge asara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mudzimai uyu akaenda akandoudza munhu waMwari iye akabva ati, “Chiendai mutengese mafuta iwayo muripe zvikwereti zvenyu, imi navanakomana venyu munozoraramiswa nezvinenge zvasara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akandoudza munhu waMwari, iye akati, “Chienda undotengesa mafuta, uripe chikwerete chako, urarame nezvakasara, iwe navanakomana vako.”
Shona 2009?
Ipapo akandoudza munhu waMwari, iye akati, "Chienda undotengesa mafuta, uripe chikwereti chako, urarame nezvakasara, iwe navanakomana vako."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akandoudza munhu waMwari, iye akati, “Chienda undotengesa mafuta, uripe chikwereti chako, urarame nezvakasara, iwe navanakomana vako.”