2 Kings 4:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kumurume wake: Tarirai ɀino, ndinoʋona kuti uyu murume, unosipfuʋura nokwatiri, munhu mutȿene waMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akati kumurume wake, “Ndinoziva kuti murume uyu anopfuura napano mutsvene waMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kumurume wake, “Zvamunoona, ndiri kuona kuti munhu uyu munhu mutsvene waMwari ari kuramba achingopfuura zvake nepano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kumurume wake, “Tarirai zvino, ndinoona kuti uyu murume, unosipfuura nokwatiri, munhu mutsvene waMwari.
Shona 2009?
Akati kumurume wake, "Tarirai zvino, ndinoona kuti uyu murume, unosipfuura nokwatiri, munhu mutsvene waMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kumurume wake, “Tarirai zvino, ndinoona kuti uyu murume, unosipfuura nokwatiri, munhu mutsvene waMwari.