2 Kings 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erisha akatuma nhume kwaari, akati: Enda, undoshamba kanomŋe munaJoridani, nyama yako idzokere ɀe kwauri, uʋe wakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akatuma nhume yake kwaari achiti, “Enda unoshamba kanomwe muJorodhani, ipapo nyama yako ichadzoredzerwa pakare uye uchava wakanatswa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha akamutumira nhume kundoti, “Enda undoshamba kanomwe kuna Jorodhani muviri wako uchapora woita sezvawaimbova uchibvawo wachenurwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erisha akatuma nhume kwaari, akati, “Enda, undoshamba kanomwe muna Jorodhani, nyama yako idzokerezve kwauri, uve wakanaka.”
Shona 2009?
Erisha akatuma nhume kwaari, akati, "Enda, undoshamba kanomwe muna Jorodhani, nyama yako idzokerezve kwauri, uve wakanaka."
Shona SUB 2002 Bible
Erisha akatuma nhume kwaari, akati, “Enda, undoshamba kanomwe muna Jodhani, nyama yako idzokerezve kwauri, uve wakanaka.”