2 Kings 5:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Enda hako nomufaro. Naiɀoɀo akabva kwaari, akafamba cinhambo ciɗuku.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akati, “Enda hako norugare.” Mushure mokunge Naamani afamba kwechinhambo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha akati kwaari, “Wochifamba zvako zvakanaka.” Asi Naamanai paakangoti fambei chinhambwe chidiki abva pana Erisha,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Enda hako nomufaro.” Naizvozvo akabva kwaari, akafamba chinhambo chiduku.
Shona 2009?
Akati kwaari, "Enda hako nomufaro." Naizvozvo akabva kwaari, akafamba chinhambo chiduku.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Enda hako nomufaro.” Naizvozvo akabva kwaari, akafamba chinhambo chiduku.