2 Kings 5:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Gehazi akateʋera Naamani. Ɀino Naamani wakati aciʋona munhu acimhanya acimuteʋera, akaɓuruka paŋgoro kuti asoŋgane naye, akati: Makafara henyu mose here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Gehazi akatevera Naamani. Zvino Naamani akati amuona achimumhanyira, akaburuka mungoro kuti andosangana naye. Akati kwaari, “Kwakanaka here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Gehazi akatevera Naamani. Naamani paakaona munhu aimutevera akabva ajitika mungoro yake yehondo ondosangana naye akati, “Kwakanaka here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Gehazi akatevera Naamani. Zvino Naamani wakati achiona munhu achimhanya achimutevera, akaburuka pangoro kuti asangane naye, akati, “Makafara henyu mose here?”
Shona 2009?
Naizvozvo Gehazi akatevera Naamani. Zvino Naamani wakati achiona munhu achimhanya achimutevera, akaburuka pangoro kuti asangane naye, akati, "Makafara henyu mose here?"
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Gehazi akatevera Naamani. Zvino Naamani wakati achiona munhu achimhanya achimutevera, akaburuka pangoro kuti asangane naye, akati, “Makafara henyu mose here?”