2 Kings 5:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aȿika pacikomo, akaɀitora pamaʋoko aʋo, akaɀiʋiga mumba, akadzosa ʋanhu, ʋakaenda haʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gehazi akati asvika pachikomo, akatora zvinhu kubva kuvaranda akazviisa mumba make. Akadzosa varume vaya ivo ndokuenda havo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti asvika kugomo kuya akazvitora akaisa mumba akati varume ava vaende zvavo ndokubvawo vaenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati asvika pachikomo, akazvitora pamaoko avo, akazviviga mumba, akadzosa vanhu, vakaenda havo.
Shona 2009?
Zvino wakati asvika pachikomo, akazvitora pamaoko avo, akazviviga mumba, akadzosa vanhu, vakaenda havo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati asvika pachikomo, akazvitora pamaoko avo, akazviviga mumba, akadzosa vanhu, vakaenda havo.