2 Kings 5:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akapinda, akamira pamberi patenzi wake. Erisha akati kwaari: Wabvepiko, Gehazi? Iye akati: Muranda wenyu wakaŋga aciŋgoʋa pano hake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akapinda akandomira pamberi paErisha tenzi wake. Erisha akamubvunza akati, “Wanga uripiko Gehazi?” Gehazi akapindura akati, “Muranda wenyu haana kwaamboenda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akapindamo zvake akamira pana tenzi wake, Erisha akati kwaari, “Nhai Gehazi wanga uri kupiko?” Iye akapindura achiti, “Handina kwandanga ndaenda ini muranda wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akapinda, akamira pamberi patenzi wake. Erisha akati kwaari, “Wabvepiko, Gehazi?” Iye akati, “Muranda wenyu wakanga achingova pano hake.”
Shona 2009?
Ipapo akapinda, akamira pamberi patenzi wake. Erisha akati kwaari, "Wabvepiko, Gehazi?" Iye akati, "Muranda wenyu wakanga achingova pano hake."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akapinda, akamira pamberi patenzi wake. Erisha akati kwaari, “Wabvepiko, Gehazi?” Iye akati, “Muranda wenyu wakanga achingova pano hake.”