2 Kings 5:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kunatenzikadzi wake: Ƌai ishe waŋgu aiʋa kumuprofita uri paSamaria, uŋgaɗai akaʋaporesa maperembudzi ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuna tenzikadzi wake, “Dai tenzi wangu aiona muprofita ari muSamaria! Aizomuporesa pamaperembudzi ake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musikana uyu akati kuna tenzi wake, “Dai kuri kuti changamire vamboonawo mumwe muporofita ari kuSamaria. Aivarapa chirwere chavo ichi chemaperembudzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kuna tenzikadzi wake, “Dai ishe wangu aiva kumuporofita ari paSamaria, ungadai akavaporesa maperembudzi ake.”
Shona 2009?
Akati kuna tenzikadzi wake, "Dai ishe wangu aiva kumuporofita ari paSamaria,ungadai akavaporesa maperembudzi ake."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kuna tenzikadzi wake, “Dai ishe wangu aiva kumuporofita ari paSamaria, ungadai akavaporesa maperembudzi ake.”