2 Kings 5:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe akapinda, akandoʋudza ishe wake, akati: Musikana wenyika yaIsraeri wakataura cokuti necokuti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naamani akaenda kuna tenzi wake akamutaurira zvaakanga audzwa nomusikana akanga abva kuIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Naamani akaendamo akasvitsa izvi kuna changamire wake achiti, “Izvozvo ndozvandaudzwa nomusikana akabva kunyika yokwaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe akapinda, akandoudza ishe wake, akati, “Musikana wenyika yeIsiraeri wakataura chokuti nechokuti.”
Shona 2009?
Zvino mumwe akapinda, akandoudza ishe wake, akati, "Musikana wenyika yaIsiraeri wakataura chokuti nechokuti."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe akapinda, akandoudza ishe wake, akati, “Musikana wenyika yeIsiraeri wakataura chokuti nechokuti.”