2 Kings 5:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Naamani akaenda namabiza ake neŋgoro dzake, akandomira pamukoʋa weimba yaErisha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Naamani akaenda namabhiza ake nengoro akandomira pamukova weimba yaErisha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro Naamani akaenda namabhiza ake nengoro dzehondo akasvikomira pamusuo pamba paErisha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Naamani akaenda namabhiza ake nengoro dzake, akandomira pamukova weimba yaErisha.
Shona 2009?
Naizvozvo Naamani akaenda namabhiza ake nengoro dzake, akandomira pamukova weimba yaErisha.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Naamani akaenda namabhiza ake nengoro dzake, akandomira pamukova weimba yaErisha.