2 Kings 6:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Endai mundotarira kwaari, nditume ʋanhu kuzomutora. Akaʋudzwa, ɀicinzi: Uri paDotani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akati, “Endai munotsvaka kuti ari kupi, kuitira kuti ndigotuma varume vanomubata.” Akaziviswa kuti, “Ari muDhotani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti, “Chiendai mundomutsvaka kwaari kuti nditume vokundomubata.” Akataurirwa kuti, “Ari kuDotani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Endai mundotarira kwaari, nditume vanhu kuzomutora.” Akaudzwa, zvichinzi, “Uri paDhotani.”
Shona 2009?
Akati, "Endai mundotarira kwaari, nditume vanhu kuzomutora." Akaudzwa, zvichinzi, "Uri paDhotani."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Endai mundotarira kwaari, nditume vanhu kuzomutora.” Akaudzwa, zvichinzi, “Uri paDhotani.”