2 Kings 6:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akapindura, akati: Usatya hako, nokuti ʋari kwatiri ʋanopfuʋura ʋari kwaʋari pakuwanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muprofita akapindura akati, “Usatya. Vari kwatiri vazhinji kupfuura vari kwavari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha ndokuti, “Rega zvako kutya nokuti vatinavo vakawanda kupinda vavanavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akapindura, akati, “Usatya hako, nokuti vari kwatiri vanopfuura vari kwavari pakuwanda.”
Shona 2009?
Iye akapindura, akati, "Usatya hako, nokuti vari kwatiri vanopfuura vari kwavari pakuwanda."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akapindura, akati, “Usatya hako, nokuti vari kwatiri vanopfuura vari kwavari pakuwanda.”