2 Kings 6:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Erisha akati kwaʋari: Haizi iyo nzira, ʋuye guta iri harizi iro; nditeʋerei ini, ndikuisei kumunhu wamunotȿaka. Akaenda naʋo Samaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akati kwavari, “Iyi handiyo nzira uye iri harizi iro guta. Nditeverei, ndichakutungamirirai kumunhu wamuri kutsvaka.” Uye akavatungamirira kuSamaria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha akabva ati kwavari, “Iyi haisiriyo nzira yacho uye guta racho harisi rino iri. Chinditeverai zvenyu ndindokusvitsai kumurume wamuri kutsvaka.” Akaenda navo kuSamaria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Erisha akati kwavari, “Haizi iyo nzira, uye guta iri harizi iro; nditeverei ini, ndikuisei kumunhu wamunotsvaka.” Akaenda navo Samaria.
Shona 2009?
Erisha akati kwavari, "Haizi iyo nzira, uye guta iri harizi iro; nditeverei ini, ndikuisei kumunhu wamunotsvaka." Akaenda navo Samaria.
Shona SUB 2002 Bible
Erisha akati kwavari, “Haizi iyo nzira, uye guta iri harizi iro; nditeverei ini, ndikuisei kumunhu wamunotsvaka.” Akaenda navo Samaria.