2 Kings 6:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo, Beni‐hadadi mambo weSiria akaʋuŋganidza hondo yake yose, akandokomba Samaria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwenguva, Bheni-hadhadhi mambo weAramu, akaunganidza hondo yake yose akaenda kundokomba Samaria.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure mezvizvi Bhenihadhadhi mambo weSiria akaunganidza hondo yake akandokomba Samaria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo, Bhenihadhadhi mambo weSiria akaunganidza hondo yake yose, akandokomba Samaria.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo, Bhenihadhadhi mambo weSiria akaunganidza hondo yake yose, akandokomba Samaria.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo, Bhenihadhadhi mambo weSiria akaunganidza hondo yake yose, akandokomba Samaria.