2 Kings 6:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzara huru ikaʋa’po paSamaria; nokuti ʋakarikomba kuȿikira musoro wemboŋgoro uciteŋgeswa namashekeri esirveri anamakumi masere, necitswanda ciɗuku camatoto enjiʋa ciciteŋgeswa namashekeri esirveri mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwakava nenzara huru muguta zvokuti musoro wembongoro waitengeswa mashekeri makumi maserea esirivha, uye chitswandab chamatoto enjiva chaitengeswa namashekeri mashanuc; nokuti nguva yokukombwa yakanga yarebesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
MuSamaria makaita shangwa yenzara vakarikomba kudaro zvikasvitsa pakuti musoro wedhongi zvawo utengeswe makumi masere emari yesirivha uye zimowa danga rainge richirema magiramu mazana maviri ritengeswewo mazana mashanu emari yesirivha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzara huru ikavapo paSamaria; nokuti vakarikomba kusvikira musoro wembongoro uchitengeswa namashekeri esirivha ana makumi masere, nechitswanda chiduku chamatoto enjiva chichitengeswa namashekeri esirivha mashanu.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible