2 Kings 6:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Kana Jehova asiŋgakuɓatsiri, ini ndiŋgakuɓatsira neiko? Neɀinobva paɓuriro kana paciȿiniro cewaini kanhi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo akamupindura akati, “Kana Jehovha asingakubatsiri ini ndingakuwanira rubatsiro kupi? Kubva paburiro here? Kubva pachisviniro chewaini here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Kana Tenzi akarega kutokuyamura unoti ini ndingagokuyamurawo nei? Nezvekuburiro here kana kuti zvomumudziyo unosvinirwa waini.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Kana Jehovha asingakubatsiri, ini ndingakubatsira neiko? Nezvinobva paburiro kana pachisviniro chewaini kanhi?”
Shona 2009?
Iye akati, "Kana Jehovha asingakubatsiri, ini ndingakubatsira neiko? Nezvinobva paburiro kana pachisviniro chewaini kanhi?"
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Kana Jehovha asingakubatsiri, ini ndingakubatsira neiko? Nezvinobva paburiro kana pachisviniro chewaini kanhi?”