2 Kings 6:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akati kwaari: Unoreʋeiko? Akapindura, akati: Mukadzi uyu wakati kwandiri: Ʋuya nomŋanakomana wako, timudye nhasi, maŋgwana tigodya mŋanakomana waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akamubvunza akati, “Zvaita sei?” Iye akamupindura akati, “Mukadzi uyu akati kwandiri, ‘Tipe mwanakomana wako kuti timudye nhasi, mangwana tigozodya wangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo ndokumuti, “Wanetswa nei?” Mudzimai uyu akati, “Mukadzi uyu akanditi, ‘Unza mwana wako mukomana timudye nhasi, mangwana tozodyawo mwanakomana wangu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akati kwaari, “Chiiko chinokunetsa?” Akapindura, akati, “Mukadzi uyu wakati kwandiri, ‘Uya nomwanakomana wako, timudye nhasi, mangwana tigodya mwanakomana wangu.’
Shona 2009?
Mambo akati kwaari, "Chiiko chinokunetsa?" Akapindura, akati, "Mukadzi uyu wakati kwandiri, `Uya nomwanakomana wako, timudye nhasi, mangwana tigodya mwanakomana wangu.'
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akati kwaari, “Chiiko chinokunetsa?” Akapindura, akati, “Mukadzi uyu wakati kwandiri, ‘Uya nomwanakomana wako, timudye nhasi, mangwana tigodya mwanakomana wangu.’