2 Kings 6:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo takaɓika mŋanakomana waŋgu, tikamudya; fume maŋgwana ndikati kwaari: Ʋuya nomŋanakomana wako, timudye, iye ndokuʋanza mŋanakomana wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo takabika mwana wangu tikamudya. Fume mangwana, ini ndokuti kwaari, ‘Tipe mwanakomana wako kuti timudye,’ asi iye akanga andomuviga.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo takabika mwana wangu tikamudya. Ramangwana acho ndakamuti chiunza mwana wako mukomana timudye, iye ndopaava kutohwandisa zvake wake mwana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo takabika mwanakomana wangu, tikamudya; fume mangwana ndikati kwaari, ‘Uya nomwanakomana wako, timudye, iye ndokuvanza mwanakomana wake.’ ”
Shona 2009?
Naizvozvo takabika mwanakomana wangu, tikamudya; fume mangwana ndikati kwaari, `Uya nomwanakomana wako, timudye, iye ndokuvanza mwanakomana wake.' "
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo takabika mwanakomana wangu, tikamudya; fume mangwana ndikati kwaari, ‘Uya nomwanakomana wako, timudye, iye ndokuvanza mwanakomana wake.’ ”