2 Kings 6:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akati: Mŋari ŋgaandiroʋe, arambe aciɗaro, kana musoro waErisha mŋanakomana waShafati ukaramba uri pamsoro pake nhasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Mwari ngaandirove zvakanyanya kwazvo, kana musoro waErisha mwanakomana waShafati ukaramba uri pamapfudzi ake nhasi!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Mwari ngaandione asve atondiomesera zvake kana ndikasiya musoro waErisha mwanakomana waShafati uripo ndikarega kuudimura iye nhasi uno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akati, “Mwari ngaandirove, arambe achidaro, kana musoro waErisha mwanakomana waShafati ukaramba uri pamusoro pake nhasi.”
Shona 2009?
Ipapo akati, "Mwari ngaandirove, arambe achidaro, kana musoro waErisha mwanakomana waShafati ukaramba uri pamusoro pake nhasi."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akati, “Mwari ngaandirove, arambe achidaro, kana musoro waErisha mwanakomana waShafati ukaramba uri pamusoro pake nhasi.”