2 Kings 6:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mumŋe wakati acitema ɗanda, cese ndokuwira mumvura; akaɗanidzira, aciti: Haiwa! tenzi waŋgu! nokuti rakaŋga rakumbirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mumwe akati achiri kutema muti, musoro wedemo wakasvotoka ukawira mumvura. Akadanidzira akati, “Haiwa, ishe wangu, rakanga rakweretwa!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mumwe wavo achitema bango kudaro chese yedemo rake yakasvotokera mumvura. Akazhamba kuchema achiti, “Babaiwe kani! Changamire, demo iri rakatoita zvokukumbirwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mumwe wakati achitema danda, demo ndokuwira mumvura; akadanidzira, achiti, “Haiwa! Tenzi wangu! Nokuti rakanga rakumbirwa.”
Shona 2009?
Asi mumwe wakati achitema danda, demo ndokuwira mumvura; akadanidzira, achiti, "Haiwa! Tenzi wangu! Nokuti rakanga rakumbirwa."
Shona SUB 2002 Bible
Asi mumwe wakati achitema danda, demo ndokuwira mumvura; akadanidzira, achiti, “Haiwa! Tenzi wangu! Nokuti rakanga rakumbirwa.”