2 Kings 6:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo weSiria wakarwa naʋaIsraeri; akaraŋgana naʋaranda ʋake, akati: Matente aŋgu anofanira kudzikwa pokuti nopokuti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mambo weAramu akanga achirwa neIsraeri. Mushure mokutaurirana navaranda vake, akati, “Ndichadzika musasa wangu panzvimbo yokuti neyokuti.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakati kwamuka hondo pakati pamambo weSiria nevokwaIsiraeri, mambo akarangana namakurukota ake achiti, “Kwanhingi kuya kuya ndokwandichandoti matendhe angu dzii kumisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo weSiria wakarwa navaIsiraeri; akarangana navaranda vake, akati, “Matende angu anofanira kudzikwa pokuti nopokuti.”
Shona 2009?
Zvino mambo weSiria wakarwa navaIsiraeri; akarangana navaranda vake, akati, "Matende angu anofanira kudzikwa pokuti nopokuti."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo weSiria wakarwa naVaIsiraeri; akarangana navaranda vake, akati, “Matende angu anofanira kudzikwa pokuti nopokuti.”