2 Kings 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munhu waMŋari ndokutuma shoko kunamambo waIsraeri, akati: Cenjerai, murege kupfuʋura nopokuti, nokuti ʋaSiria ʋoɓurukira ipapo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu waMwari akatumira shoko kuna mambo weIsraeri achiti, “Chenjerai kuti murege kupfuura napanzvimbo iyo nokuti vaAramu vari kuburukirako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi munhu waMwari akatumira shoko kuna mambo wokwaIsiraeri rokuti, “Chenjererai kuti murege zvenyu kupfuura nokunzvimbo iyoyi nokuti vaSiria vari kutodzika ikoko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munhu waMwari ndokutuma shoko kuna mambo weIsiraeri, akati, “Chenjerai, murege kupfuura nopokuti, nokuti vaSiria voburukira ipapo.”
Shona 2009?
Zvino munhu waMwari ndokutuma shoko kuna mambo waIsiraeri, akati, "Chenjerai, murege kupfuura nopokuti, nokuti vaSiria voburukira ipapo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino munhu waMwari ndokutuma shoko kuna mambo weIsiraeri, akati, “Chenjerai, murege kupfuura nopokuti, nokuti VaSiria voburukira ipapo.”