2 Kings 7:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋakatora ŋgoro mbiri namabiza adzo, mambo akatuma ʋanhu kuzoteʋera hondo yaʋaSiria, akati: Endai, mundoʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakatsaura ngoro mbiri namabhiza adzo, mambo akavatuma kuti vatevere hondo yavaAramu. Akarayira vachairi akati, “Endai mundoona kuti chii chakaitika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo vakatora varume vaviri vachairi vengoro dzehondo dzemabhiza, mambo akavatuma kuti varonde hondo yevaSiria achiti, “Endai mundoona.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vakatora ngoro mbiri namabhiza adzo, mambo akatuma vanhu kuzotevera hondo yavaSiria, akati, “Endai, mundoona.”
Shona 2009?
Naizvozvo vakatora ngoro mbiri namabhiza adzo, mambo akatuma vanhu kuzotevera hondo yavaSiria, akati, "Endai, mundoona."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vakatora ngoro mbiri namabhiza adzo, mambo akatuma vanhu kuzotevera hondo yaVaSiria, akati, “Endai, mundoona.”