2 Kings 7:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mambo akagadza mukuru uya, waakaŋga akasendama paruʋoko rwake, kuti arindire suʋo; ʋanhu ʋakamutsikirira musuʋo, akafa seɀakaŋga ɀarebga nomunhu waMŋari, wakataura shoko iro musi wakaɓurukira mambo kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mambo akanga aisa mubati uya waaimbosendamira paruoko rwake kuti ave muchengeti wesuo, ipapo vanhu vakamutsikirira pasi pesuo ipapo, akafa, sezvakanga zvataurwa nomunhu waMwari musi wakauya mambo kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo mambo akanga asarudza mukuru mukuru uya wokuva pedyopedyo kwazvo naye kuti ave ndiye wokuchengeta pasuo guru. Zvino vanhu vakamutsikirira pasi pasuo guru pacho zvokuti akabva afa sokutaura kwakanga kwaita munhu waMwari uya paya pakasvika mambo kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mambo akagadza mukuru uya, waakanga akasendama paruoko rwake, kuti arindire suo; vanhu vakamutsikirira musuo, akafa sezvakanga zvarehwa nomunhu waMwari, wakataura shoko iro musi wakaburukira mambo kwaari.
Shona 2009?
Mambo akagadza mukuru uya, waakanga akasendama paruoko rwake, kuti arindire suo; vanhu vakamutsikirira musuo, akafa sezvakanga zvarehwa nomunhu waMwari, wakataura shoko iro musi wakaburukira mambo kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Mambo akagadza mukuru uya, waakanga akasendama paruoko rwake, kuti arindire suwo; vanhu vakamutsikirira musuwo, akafa sezvakanga zvarehwa nomunhu waMwari, wakataura shoko iro musi wakaburukira mambo kwaari.