2 Kings 7:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀikaitika seɀakaŋga ɀataurwa nomunhu waMŋari kunamambo, ɀaakati: Maŋgwana neŋguʋa ino ɀiyero ɀiʋiri ɀebari ɀicateŋgeswa neshekeri, neciyero cimŋe coʋupfu bgakatsetseka neshekeri pasuʋo reSamaria;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvakaitika sezvakanga zvarehwa nomunhu waMwari kuna mambo achiti, “Mangwana, nenguva yakaita seino, chiyero choupfu hwakatsetseka chichatengeswa neshekeri rimwe uye zviyero zviviri zvebhari zvichatengeswawo neshekeri pasuo reSamaria.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sezvo munhu waMwari paakanga ati kuna mambo, “Makirogiramu matanhatu ebhari achazenge ava kutengeswa mari imwechete yesirivha, uye makirogiramu matatu oupfu kwekoroni hwakanyatsokuyiwa achazenge otengeswawo mangwana nguva ino iyi mari imwechete yesirivha kusuo guru reSamaria,”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvikaitika sezvakanga zvataurwa nomunhu waMwari kuna mambo, zvaakati, “Mangwana nenguva ino zviyero zviviri zvebhari zvichatengeswa neshekeri, nechiyero chimwe choupfu hwakatsetseka neshekeri pasuo reSamaria;
Shona 2009?
Zvikaitika sezvakanga zvataurwa nomunhu waMwari kuna mambo, zvaakati, "Mangwana nenguva ino zviyero zviviri zvebhari zvichatengeswa neshekeri, nechiyero chimwe choupfu hwakatsetseka neshekeri pasuo reSamaria;
Shona SUB 2002 Bible
Zvikaitika sezvakanga zvataurwa nomunhu waMwari kuna mambo, zvaakati, “Mangwana nenguva ino zviyero zviviri zvebhari zvichatengeswa neshekeri, nechiyero chimwe choupfu hwakatsetseka neshekeri pasuwo reSamaria;