2 Kings 7:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀaakazoitirwa; nokuti ʋanhu ʋakamutsikirira musuʋo, akafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino ndizvo chaizvo zvakaitika kwaari, nokuti vanhu vakamutsikirira pasuo, akafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi ndizvo zvakazoitika kwaari, vanhu vakabvawo vamutsikirira pasi pasuo guru pacho akafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvaakazoitirwa; nokuti vanhu vakamutsikirira musuo, akafa.”
Shona 2009?
Ndizvo zvaakazoitirwa; nokuti vanhu vakamutsikirira musuo, akafa."
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvaakazoitirwa; nokuti vanhu vakamutsikirira musuwo, akafa.”