2 Kings 7:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kwakaŋga kunaʋarume ʋanna ʋaiʋa namaperembudzi kunze kwesuʋo; iʋo ʋakataurirana, ʋakati: Tinogarireiko pano kuȿikira tafa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kwakanga kuna varume vana vaiva namaperembudzi pamukova wesuo reguta. Vakawirirana vakati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo kwaiva navamwe varume vana vakanga vaina maperembudzi vaigara kwokunge toda kupinda pasuo guru riya. Vakataurirana vachiti, “Tadirei kuti tisvike pakufa takangoti pwasha kugara pano apa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kwakanga kuna varume vana vaiva namaperembudzi kunze kwesuo; ivo vakataurirana, vakati, “Tinogarireiko pano kusvikira tafa?
Shona 2009?
Zvino kwakanga kuna varume vana vaiva namaperembudzi kunze kwesuo; ivo vakataurirana, vakati, "Tinogarireiko pano kusvikira tafa?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kwakanga kuna varume vana vaiva namaperembudzi kunze kwesuwo; ivo vakataurirana, vakati, “Tinogarireiko pano kusvikira tafa?