2 Kings 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakataurirana, ʋakati: Hatiiti ɀakanaka; nhasi izuʋa reshoko rakanaka, asi isu tinoŋgonyarara heɗu; kana tikanonoka kuȿikira kwaedza, ticaʋiŋgwa nokurobga; naiɀoɀo hendei ɀino, tindoʋudza imba yamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakataurirana vakati, “Hatisi kuita chinhu chakanaka. Rino izuva ramashoko akanaka asi isu takangonyarara hedu. Kana tikamira kusvika kwaedza, ticharangwa. Handei izvozvi tinozivisa zvinhu izvi kumuzinda wamambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazotaurirana vachiti, “Zvatiri kuita izvi hazvina kunaka. Nhasi izuva redama rakanaka. Kana tikaramba takanyarara kusvikira mangwanani kwaedza tingazorangwa. Saka naizvozvo ngatichibvai taenda kundotaurira vokumuzinda kwamambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakataurirana, vakati, “Hatiiti zvakanaka; nhasi izuva reshoko rakanaka, asi isu tinongonyarara hedu; kana tikanonoka kusvikira kwaedza, tichavingwa nokurohwa; naizvozvo hendei zvino, tindoudza imba yamambo.”
Shona 2009?
Ipapo vakataurirana, vakati, "Hatiiti zvakanaka; nhasi izuva reshoko rakanaka, asi isu tinongonyarara hedu; kana tikanonoka kusvikira kwaedza, tichavingwa nokurohwa; naizvozvo hendei zvino, tindoudza imba yamambo."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakataurirana, vakati, “Hatiiti zvakanaka; nhasi izuva reshoko rakanaka, asi isu tinongonyarara hedu; kana tikanonoka kusvikira kwaedza, tichavingwa nokurohwa; naizvozvo hendei zvino, tindoudza imba yamambo.”