2 Kings 8:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaramba akamunaŋanidza kuȿikira anyara; munhu waMŋari akacema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaramba akamutarisa kusvikira Hazaeri anyara. Ipapo munhu waMwari akatanga kuchema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Erisha ndokuramba akamuti ndee kumutarisa kusvikira ava kunyara ndokubva munhu waMwari ahwihwidza kuchema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaramba akamunanganidza kusvikira anyara; munhu waMwari akachema.
Shona 2009?
Akaramba akamunan'anidza kusvikira anyara; munhu wa Mwari akachema.
Shona SUB 2002 Bible
Akaramba akamunanganidza kusvikira anyara; munhu waMwari akachema.