2 Kings 8:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akabva kunaErisha, akaenda kunatenzi wake; iye akati kwaari: Erisha wati kuɗiniko kwauri? Akapindura, akati: Wakandiʋudza kuti ɀirokwaɀo mucapora henyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Hazaeri akabva pana Erisha akadzokera kuna tenzi wake. Bheni-hadhadhi paakabvunza achiti, “Erisha akati kudini kwauri?” Hazaeri akapindura akati, “Akandiudza kuti zvirokwazvo muchapora.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazobva pana Erisha akadzokera kuna tenzi wake akamuti, “Erisha ati kudiiko kwauri.” Iye akati, “Zvandataurirwa naErisha ndezvizvi zvokuti kupora muchanyatsopora.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akabva kuna Erisha, akaenda kuna tenzi wake; iye akati kwaari, “Erisha wati kudiniko kwauri?” Akapindura, akati, “Wakandiudza kuti zvirokwazvo muchapora henyu.”
Shona 2009?
Ipapo akabva kuna Erisha, akaenda kuna tenzi wake; iye akati kwaari, "Erisha wati kudiniko kwauri?" Akapindura, akati, "Wakandiudza kuti zvirokwazvo muchapora henyu."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akabva kuna Erisha, akaenda kuna tenzi wake; iye akati kwaari, “Erisha wati kudiniko kwauri?” Akapindura, akati, “Wakandiudza kuti zvirokwazvo muchapora henyu.”