2 Kings 8:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fume maŋgwana akatora jira, akarinyika mumvura, ndokumufumbira ciso, naiɀoɀo akafa; Hazaeri akamuteʋera paʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nezuva raitevera akatora jira akarinyika mumvura akapfumbira chiso chamambo kusvikira afa. Ipapo Hazaeri akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mangwana acho akatora chimwe chokufukidza nacho akachinyika mumvura akati gude kupfumbira uso nacho kusvikira afa. Hazaeri akava mambo pachinzvimbo pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fume mangwana akatora jira, akarinyika mumvura, ndokumufumbira chiso, naizvozvo akafa; Hazaeri akamutevera paushe.
Shona 2009?
Zvino fume mangwana akatora jira, akarinyika mumvura, ndokumufumbira chiso, naizvozvo akafa; Hazaeri akamutevera paushe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fume mangwana akatora jira, akarinyika mumvura, ndokumufumbira chiso, naizvozvo akafa; Hazaeri akamutevera paushe.