2 Kings 8:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore recishanu raJorami mŋanakomana waAhabi, mambo waIsraeri, Jehoshafati ari mambo waJuda, Jehorami mŋanakomana waJehoshafati mambo waJuda, akataŋga kuɓata ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore reshanu raJoramu mwanakomana waAhabhu mambo weIsraeri, Jehoshafati ari mambo weJudha, Jehoramu mwanakomana waJehoshafati akatanga kutonga kwake samambo weJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore rechishanu rokutonga kwaJoramu mwanakomana waAhabhu mambo wokwaIsiraeri, Jehoramu mwanakomana waJehoshafati mambo wokwaJudha akatangisa kutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore rechishanu raJoramu mwanakomana waAhabhi, mambo weIsiraeri, Jehoshafati ari mambo waJudha, Jehoramu mwanakomana waJehoshafati mambo waJudha, akatanga kubata ushe.
Shona 2009?
Zvino negore rechishanu raJoramu mwanakomana waAhabhi, mambo waIsiraeri, Jehoshafati ari mambo waJudha, Jehoramu mwanakomana waJehoshafati mambo waJudha, akatanga kubata ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore rechishanu raJoramu mwanakomana waAhabhi, mambo weIsiraeri, Jehoshafati ari mambo waJudha, Jehoramu mwanakomana waJehoshafati mambo waJudha, akatanga kubata ushe.