2 Kings 8:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino namazuʋa ake ʋaEdomi ʋakamukira ʋaJuda, ʋakaɀigadzira mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munguva yaJehoramu, Edhomu yakapandukira Judha ikazvigadzira mambo wayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva yake Edhomu yakapanduka ikaramba zvokutongwa nevokwaJudha, ikazvigadzirawo mambo wayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino namazuva ake vaEdhomu vakamukira vaJudha, vakazvigadzira mambo.
Shona 2009?
Zvino namazuva ake vaEdhomu vakamukira vaJudha, vakazvigadzira mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino namazuva ake vaEdhomu vakamukira vaJudha, vakazvigadzira mambo.