2 Kings 8:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Negore regumi namaʋiri raJorami mŋanakomana waAhabi mambo waIsraeri, Ahazia mŋanakomana waJehorami mambo waJuda, akataŋga kuɓata ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore regumi namaviri raJoramu, mwanakomana waAhabhu, mambo weIsraeri, Ahazia, mwanakomana waJehoramu, mambo weJudha akatanga kutonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore regumi nechipiri rokutonga kwaJoramu mwanakomana waAhabhu mambo wokwaIsairaeri, Ahaziya mwanakomana waJehoramu mambo wakwaJudha akatangisa kutonga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Negore regumi namaviri raJoramu mwanakomana waAhabhi mambo waIsiraeri, Ahazia mwanakomana waJehoramu mambo waJudha, akatanga kubata ushe.
Shona 2009?
Negore regumi namaviri raJoramu mwanakomana waAhabhi mambo walsiraeri, Ahazia mwanakomana waJehoramu mambo waJudha, akatanga kubata ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Negore regumi namaviri raJoramu mwanakomana waAhabhi mambo waIsiraeri, Ahazia mwanakomana waJehoramu mambo waJudha, akatanga kubata ushe.