2 Kings 8:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaenda naJorami mŋanakomana waAhabi kundorwa naHazaeri mambo weSiria paRamoti‐gireadi; ʋaSiria ʋakakuʋadza Jorami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ahazia akaenda naJoramu mwanakomana waAhabhu kundorwa naHazaeri, mambo weAramu, paRamoti Gireadhi. VaAramu vakakuvadza Joramu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahaziya akaenda naJoramu mwanakomana waAhabhu kuhondo kundorwisa Hazaeri mambo weSiria kuRamoti kuGireadhi kwakakuvadzirwa Joramu navaSiria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaenda naJoramu mwanakomana waAhabhi kundorwa naHazaeri mambo weSiria paRamotigireadhi; vaSiria vakakuvadza Joramu.
Shona 2009?
Akaenda naJoramu mwanakomana waAhabhi kundorwa naHazaeri mambo weSiria paRamotiGiriyadhi; vaSiria vakakuvadza Joramu.
Shona SUB 2002 Bible
Akaenda naJoramu mwanakomana waAhabhi kundorwa naHazaeri mambo weSiria paRamoti-gireyadhi; VaSiria vakakuvadza Joramu.