2 Kings 8:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino makore iwayo akati apera, mukadzi ndokudzoka kunyika yaʋaFiristia; akaenda kunamambo kundocema pamsoro peimba yake nomunda wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makore manomwe akati akapera, akadzoka kunyika yavaFiristia akaenda kuna mambo akandokumbira kuti adzorerwe imba yake nomunda wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti makore manomwe apera pakadzoka mudzimai uyu kunyika yavaFirisitia, akandosvitsa nyaya yake kuna mambo yokuti adzoserwe musha wake namakura ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino makore iwayo akati apera, mukadzi ndokudzoka kunyika yavaFirisitia; akaenda kuna mambo kundochema pamusoro peimba yake nomunda wake.
Shona 2009?
Zvino makore iwayo akati apera, mukadzi ndokudzoka kunyika yavaFirisitia; akaenda kuna mambo kundochema pamusoro peimba yake nomunda wake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino makore iwayo akati apera, mukadzi ndokudzoka kunyika yavaFirisitia; akaenda kuna mambo kundochema pamusoro peimba yake nomunda wake.