2 Kings 8:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mambo wakaŋga acitaurirana naGehazi muranda womunhu waMŋari, mambo akati: Ƌondirondedzera ʋo ɀinhu ɀose ɀikuru, ɀakaitwa naErisha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mambo akanga achitaurirana naGehazi, muranda womunhu waMwari, uye akanga ati kwaari, “Nditaurirewo pamusoro pezvinhu zvikuru zvose zvakaitwa naErisha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo mambo aingunotaura naGehazi mushandi womunhu waMwari achiti, “Ndiudze ndinzwe mabasa makuru ose akaitwa naErisha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mambo wakanga achitaurirana naGehazi muranda womunhu waMwari, mambo akati, “Dondirondedzerawo zvinhu zvose zvikuru, zvakaitwa naErisha.”
Shona 2009?
Zvino mambo wakanga achitaurirana naGehazi muranda womunhu waMwari, mambo akati, "Dondirondedzerawo zvinhu zvose zvikuru, zvakaitwa naErisha."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mambo wakanga achitaurirana naGehazi muranda womunhu waMwari, mambo akati, “Dondirondedzerawo zvinhu zvose zvikuru, zvakaitwa naErisha.”