2 Kings 8:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Erisha wakaȿika Damasko; Beni‐hadadi mambo weSiria wakaŋga acirwara, akaʋudzwa, ɀicinzi: Munhu waMŋari waȿika pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Erisha akaenda kuDhamasiko uye Bhenihadhadhi mambo wavaAramu airwara. Mambo akati audzwa kuti, “Munhu waMwari asvika kuno,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Erisha akaenda kuDhamasikusi. Bhenihadhadhi mambo weSiria airwara. Paakataurirwa kuti, “Munhu waMwari akauya kuno,”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Erisha wakasvika Dhamasiko; Bhenihadhadhi mambo weSiria wakanga achirwara, akaudzwa, zvichinzi, “Munhu waMwari wasvika pano.”
Shona 2009?
Zvino Erisha wakasvika Dhamasiko Bhenihadhadhi mambo weSiria wakanga achirwara, akaudzwa, zvichinzi, "Munhu waMwari wasvika pano."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Erisha wakasvika Dhamasikosi; Bhenihadhadhi mambo weSiria wakanga achirwara, akaudzwa, zvichinzi, “Munhu waMwari wasvika pano.”