2 Kings 8:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo akati kunaHazaeri: Tora cipo muruʋoko rwako, undosoŋgana nomunhu waMŋari, ubvunze Jehova naye, uti: Ndicapora pakurwara uku here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
iye akati kuna Hazaeri, “Tora chipo uende nacho unosangana nomunhu waMwari. Undibvunzirewo Jehovha kubudikidza naye; umubvunze kuti, ‘Ndichaporawo here pakurwara uku?’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mambo akati kuna Hazaeri, “Takura chipo ichi undosangana nomunhu waMwari, undinzwire kuti Tenzi anoti kudii nokwaari, uti, ‘Ko ini ndichararama here paurwere hwangu ihwohu?’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo akati kuna Hazaeri, “Tora chipo muruoko rwako, undosangana nomunhu waMwari, ubvunze Jehovha naye, uti, ‘Ndichapora pakurwara uku here?’ ”
Shona 2009?
Ipapo mambo akati kuna Hazaeri, "Tora chipo muruoko rwako, undosangana nomunhu waMwari, ubvunze Jehovha naye, uti, Ndichapora pakurwara uku here?'
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo akati kuna Hazaeri, “Tora chipo muruoko rwako, undosangana nomunhu waMwari, ubvunze Jehovha naye, uti, ‘Ndichapora pakurwara uku here?’ ”