2 Kings 9:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehu akaɓuɗa kuʋaranda ʋashe wake, mumŋe akati kwaari: Kunomufaro here? Ƃenzi iri rakaʋiŋgeiko kwauri? Iye akati kwaʋari: Munoziʋa henyu munhu uyu, nokutaura kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehu akati aenda kuna vamwe vabati pamwe naye, mumwe wavo akamubvunza akati, “Kwakanaka here? Ko, iri benzi romurume ravingei kwauri?” Jehu akapindura akati, “Murume uyu unomuziva nezvinhu zvaanogarotaura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehu paakabudamo akapinda muna machinda achangamire wake, iwo akati kwaari, “Kwakanaka here? Ko iri benzi romunhu ranga ravingei kwamuri?” Iye akati kwavari, “Inga munhu akadai uyu munongomuzivawo wani uye nezvaanotaura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehu akabuda kuvaranda vashe wake, mumwe akati kwaari, “Kuno mufaro here? Benzi iri rakavingeiko kwauri?” Iye akati kwavari, “Munoziva henyu munhu uyu, nokutaura kwake.”
Shona 2009?
Zvino Jehu akabuda kuvaranda vashe wake, mumwe akati kwaari, "Kuno mufaro here? Benzi iri rakavingeiko kwauri?" Iye akati kwavari, "Munoziva henyu munhu uyu, nokutaura kwake."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehu akabuda kuvaranda vashe wake, mumwe akati kwaari, “Kuno mufaro here? Benzi iri rakavingeiko kwauri?” Iye akati kwavari, “Munoziva henyu munhu uyu, nokutaura kwake.”