2 Kings 9:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jehu mŋanakomana waJehoshafati, mŋanakomana waNimshi, akamukira Jorami. (Ɀino Jorami wakaŋga acidziʋirira Ramoti‐gireadi, iye naʋaIsraeri ʋose, nokuɗa kwaHazaeri mambo weSiria.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Jehu, mwanakomana waJehoshafati, mwanakomana waNimushi, akamukira Joramu. (Zvino Joramu navaIsraeri vose vakanga vadzivirira Ramoti Gireadhi nokuda kwaHazaeri mambo weAramu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehu mwanakomana waJehoshafati muzukuru waNimishi akabva apandukira mambo Joramu. Izvozvo Joramu nevokwaIsiraeri vose vakanga vandodzivirira guta reRamoti kuGireadhi rairwiswa naHazaeri mambo weSiria.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jehu mwanakomana waJehoshafati, mwanakomana waNimishi, akamukira Joramu. (Zvino Joramu wakanga achidzivirira Ramotigireadhi, iye navaIsiraeri vose, nokuda kwaHazaeri mambo weSiria.
Shona 2009?
Naizvozvo Jehu mwanakomana waJehoshafati, mwanakomana waNimishi, akamukira Joramu. (Zvino Joramu wakanga achidzivirira RamotiGiriyadhi, iye navaIsiraeri vose, nokuda kwaHazaeri mambo weSiria.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jehu mwanakomana waJehoshafati, mwanakomana waNimishi, akamukira Joramu. (Zvino Joramu wakanga achidzivirira Ramoti-gireyadhi, iye naVaIsiraeri vose, nokuda kwaHazaeri mambo weSiria.