2 Kings 9:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mumŋe akakwira biza, akandosoŋgana naye, akati: Ɀanzi namambo: Kunorugare here? Jehu akati: Uneiko norugare? Enda shure kwaŋgu. Ipapo nharirire yakataura, ikati: Nhume yakaȿika kwaʋari, asi haidzoki ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutasvi webhiza akakwira kundosangana naJehu akati, “Zvanzi namambo, ‘Mauya norugare here?’ ” Jehu akapindura akati, “Uneiko iwe norugare?’ Tevera shure kwangu.” Nharirire yakazivisa kuti, “Nhume yasvika kwavari, asi haisi kudzoka.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo mumwe munhu akaenda nebhiza kundochingurana naye akati, “Mambo vati kwakanaka here?” Jehu akati, “Unei nazvo zvokunaka zvacho? Chitendeutsa bhiza rako unditevere.” Mugariri uyu akataura achiti, “Nhume iyo yasvika kwavari, asi hayizi kudzoka.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mumwe akakwira bhiza, akandosangana naye, akati, “Zvanzi namambo, ‘Kuno rugare here?’ ” Jehu akati, “Uneiko norugare? Enda shure kwangu.” Ipapo nharirire yakataura, ikati, “Nhume yakasvika kwavari, asi haidzokizve.”
Shona 2009?
Naizvozvo mumwe akakwira bhiza, akandosangana naye, akati, "Zvanzi namambo, `Kuno rugare here?' " Jehu akati, "Uneiko norugare? Enda shure kwangu." Ipapo nharirire yakataura, ikati, "Nhume yakasvika kwavari, asi haidzokizve."
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mumwe akakwira bhiza, akandosangana naye, akati, “Zvanzi namambo, ‘Kuno rugare here?’ ” Jehu akati, “Uneiko norugare? Enda shure kwangu.” Ipapo nharirire yakataura, ikati, “Nhume yakasvika kwavari, asi haidzokizve.”