2 Kings 9:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akatuma wecipiri, wakaŋga akataȿa biza, iye akaȿika kwaari, akati: Ɀanzi namambo: Kunorugare here? Jehu akapindura, akati: Uneiko norugare? Enda shure kwaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka mambo akatumazve mumwe mutasvi webhiza. Akati achisvika kwavari akati, “Zvanzi namambo ‘Mauya norugare here?’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva atumirako kechipiri munhu nebhiza, akasvika kwavari akati, “Mambo vati kwakanaka here?” Jehu akati, “Zvokunaka unei nazvo? Chitendeutsa bhiza rako unditevere.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akatuma wechipiri, wakanga akatasva bhiza, iye akasvika kwaari, akati, “Zvanzi namambo, ‘Kuno rugare here?’ ” Jehu akapindura, akati, “Uneiko norugare? Enda shure kwangu.”
Shona 2009?
Zvino akatuma wechipiri, wakanga akatasva bhiza, iye akasvika kwaari, akati, "Zvanzi namambo, `Kuno rugare here?' " Jehu akapindura, akati, "Uneiko norugare? Enda shure kwangu."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akatuma wechipiri, wakanga akatasva bhiza, iye akasvika kwaari, akati, “Zvanzi namambo, ‘Kuno rugare here?’ ” Jehu akapindura, akati, “Uneiko norugare? Enda shure kwangu.”