2 Kings 9:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ahazia akataŋga kuɓata ʋushe bgaJuda pagore regumi nerimŋe raJorami mŋanakomana waAhabi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(Mugore regumi nerimwe raJoramu mwanakomana waAhabhu, Ahazia akava mambo weJudha.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ahaziya uyu akanga atangisa kutonga kwaJudha mugore regumi nechiposhi rokutonga kwaJoramu mwanakomana waAhabhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ahazia akatanga kubata ushe hwaJudha pagore regumi nerimwe raJoramu mwanakomana waAhabhi.
Shona 2009?
Ahazia akatanga kubata ushe hwaJudha pagore regumi nerimwe raJoramu mwanakomana waAhabhi.
Shona SUB 2002 Bible
Ahazia akatanga kubata ushe hwaJudha pagore regumi nerimwe raJoramu mwanakomana waAhabhi.