2 Kings 9:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehu wakati aciȿika paJezreeri, Izeberi akaɀinzwa; akazodza kumeso kwake, nokushoŋgedza musoro wake, akatarira napawindi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehu akaenda kuJezireeri. Jezebheri akati azvinzwa, akapenda meso ake, akashongedza bvudzi rake ndokutarira napawindo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehu paakasvika kuJezirieri, Jezebhero akazvinzwa. Jezebhero akanyatsozvizora maziso ake ndokuzvishongedza musoro. Akadongorera napahwindo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehu wakati achisvika paJezereri, Izebheri akazvinzwa; akazodza kumeso kwake, nokushongedza musoro wake, akatarira napawindo.
Shona 2009?
Zvino Jehu wakati achisvika paJezereeri, Izebheri akazvinzwa; akazodza kumeso kwake, nokushongedza musoro wake, akatarira napahwindo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehu wakati achisvika paJezereri, Jezebheri akazvinzwa; akazodza kumeso kwake, nokushongedza musoro wake, akatarira napahwindo.