2 Kings 9:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akatarira kumsoro kuwindi, akati: Ndianiko unonzwana neni? Ndianiko? Ipapo ʋaranda ʋaʋiri kana ʋatatu ʋakatarira kwaari napawindi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehu akatarira kumusoro pawindo akadanidzira akati, “Ndiani ari kurutivi rwangu? Ndiani?” Varanda vaviri kana vatatu vakamutarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatarisa mudenga kuhwindo kwacho akati, “Ndiani aneni? Ndiani?” Mayuniki maviri kana matatu akadongorera kunze kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akatarira kumusoro kuwindo, akati, “Ndianiko unonzwana neni? Ndianiko?” Ipapo varanda vaviri kana vatatu vakatarira kwaari napawindo.
Shona 2009?
Iye akatarira kumusoro kuhwindo, akati, "Ndianiko unonzwana neni? Ndianiko?" Ipapo varanda vaviri kana vatatu vakatarira kwaari napahwindo.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akatarira kumusoro kuhwindo, akati, “Ndianiko unonzwana neni? Ndianiko?” Ipapo varanda vaviri kana vatatu vakatarira kwaari napahwindo.