2 Kings 9:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Musundire pasi. Naiɀoɀo ʋakamusundira pasi, rimŋe ropa rake rikacambgadzira pamadziro napamabiza, akamutsika namakumbo ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehu akati, “Mukandirei pasi!” Naizvozvo vakamukanda pasi, rimwe ropa rake rikapfachukira parusvingo napamabhiza paakatsikwa namabhiza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye ndokuti, “Mukandidzirei pano pasi.” Vakamukandidzira pasi, rimwe ropa rake rikachatikira kumadziro nepamabhiza akabva amutsikirira pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Musundire pasi.” Naizvozvo vakamusundira pasi, rimwe ropa rake rikachambwadzira pamadziro napamabhiza, akamutsika namakumbo ake.
Shona 2009?
Akati, "Musundire pasi." Naizvozvo vakamusundira pasi, rimwe ropa rake rikachambwadzira pamadziro napamabhiza, akamutsika namakumbo ake.
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Musundire pasi.” Naizvozvo vakamusundira pasi, rimwe ropa rake rikachambwadzira pamadziro napamabhiza, akamutsika namakumbo ake.