2 Kings 9:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati apinda, akadya nokunwa, akati: Ɀino ciendai mundotarira mukadzi uyo wakatukwa, mumuʋige, nokuti mukunda wamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehu akapinda akadya uye akanwa. Akati, “Torai mukadzi akatukwa, mumuvige, nokuti akanga ari mwanasikana wamambo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehu ndokupinda, akadya nokunwa zvake ndokuzoti, “Dai mukaona kuti mukadzi worushambwa uyu avigwa nokuti mukunda wamambo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino wakati apinda, akadya nokunwa, akati, “Zvino chiendai mundotarira mukadzi uyo akatukwa, mumuvige, nokuti mukunda wamambo.”
Shona 2009?
Zvino wakati apinda, akadya nokumwa, akati, "Zvino chiendai mundotarira mukadzi uyo akatukwa, mumuvige, nokuti mukunda wamambo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino wakati apinda, akadya nokunwa, akati, “Zvino chiendai mundotarira mukadzi uyo akatukwa, mumuvige, nokuti mukunda wamambo.”