2 Kings 9:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaenda kundomuʋiga, asi haʋana‐kuwana cinhu, asi ɗehenya rake, netsoka, neɀanza ɀamaʋoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vakati vaenda kundomuviga, havana chavakawana kunze kwedehenya rake, tsoka dzake namaoko ake chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pavakachizoti voenda kundomuviga hapana chavakazowana kunze kwomusoro namakumbo nezvanza zvamaoko ake chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaenda kundomuviga, asi havana kuwana chinhu, asi dehenya rake, netsoka, nezvanza zvamaoko ake.
Shona 2009?
Vakaenda kundomuviga, asi havana kuwana chinhu, asi dehenya rake, netsoka, nezvanza zvamaoko ake.
Shona SUB 2002 Bible
Vakaenda kundomuviga, asi havana kuwana chinhu, asi dehenya rake, netsoka, nezvanza zvamaoko ake.